1 Madzimambo 22:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye akakumbira Jehoshafati akati, “Uchaenda neni here kundorwa neRamoti Gireadhi?” Jehoshafati akapindura mambo weIsraeri achiti, “Ini ndakangofanana newe, vanhu vangu vakafanana nevako, mabhiza angu samabhiza ako.”

1 Madzimambo 22

1 Madzimambo 22:1-6