1 Madzimambo 22:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo weIsraeri akarayira akati, “Torai Mikaya mumudzosere kuna Amoni mutongi weguta nokuna Joashi mwanakomana wamambo

1 Madzimambo 22

1 Madzimambo 22:24-34