1 Madzimambo 21:28-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

28. Ipapo shoko raJehovha rakauya kuna Eria muTishibhi richiti,

29. “Waona here kuti Ahabhu azvininipisa sei pamberi pangu? Nokuti azvininipisa, handichauyisa dambudziko guru iri mumazuva ake, asi ndichariuyisa paimba yake mumazuva omwanakomana wake.”

1 Madzimambo 21