1 Madzimambo 20:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakasara vakatizira kuguta reAfeki, uko kwakandowira rusvingo pamusoro pezviuru makumi maviri nezvinomwe zvavo. Uye Bheni-hadhadhi akatizira kuguta akandohwanda muimba yomukati.

1 Madzimambo 20

1 Madzimambo 20:22-39