1 Madzimambo 2:46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo akarayira Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, iye akaenda akandouraya Shimei.Naizvozvo umambo hwakasimbiswa muruoko rwaSoromoni.

1 Madzimambo 2

1 Madzimambo 2:43-46