1 Madzimambo 2:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo Soromoni akapindura mai vake akati, “Sei muchikumbirira Adhoniya, Abhishagi muShunami? Mungatomukumbirirawo umambo, zvaari mukoma wangu, mumukumbirire iye naAbhiatari muprista, naJoabhu mwanakomana waZeruya.”

1 Madzimambo 2

1 Madzimambo 2:20-31