1 Madzimambo 2:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zvino nguva yokufa kwaDhavhidhi yakati yoswedera, akarayira Soromoni mwanakomana wake,

2. achiti,“Ndava pedyo nokuenda nenzira yenyika yose. Naizvozvo iva munhu akasimba, uve murume,

1 Madzimambo 2