1 Madzimambo 18:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Masikati akapfuura, ivo vakaramba vachiprofita zveshungu kusvikira nguva yechibayiro chamanheru. Asi hapana chakaitika, hapana akapindura, hapana akaratidza hanya.

1 Madzimambo 18

1 Madzimambo 18:20-36