1 Madzimambo 17:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Eria muTishibhi aigara muGireadhi, akati kuna Ahabhu, “NaJehovha, Mwari waIsraeri mupenyu, wandinoshumira, hakuchazovi nedova kana mvura inonaya mumakore ano kunze kwokutenge ndareva ini.”

1 Madzimambo 17

1 Madzimambo 17:1-5