1 Madzimambo 15:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Dhavhidhi akanga aita zvakanga zvakarurama pamberi paJehovha uye akanga asina kutadza kuchengeta kana ipi zvayo yemirayiro yaJehovha mumazuva ose oupenyu hwake, kunze kwenyaya yaUria muHiti.

1 Madzimambo 15

1 Madzimambo 15:4-14