1 Madzimambo 13:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akaenda akandoona mutumbi wakakandwa panzira, mbongoro neshumba zvakamira parutivi pawo. Shumba yakanga isina kudya mutumbi kana kubvambura mbongoro.

1 Madzimambo 13

1 Madzimambo 13:20-34