1 Madzimambo 12:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana vanhu ava vakakwira kumusoro kundobayira zvibayiro kutemberi yaJehovha muJerusarema, vachazozvipira zvakare kuna ishe wavo, Rehobhoamu. Vachandiuraya vagodzokera kuna Mambo Rehobhoamu.”

1 Madzimambo 12

1 Madzimambo 12:25-33