1 Madzimambo 12:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rehobhoamu paakasvika muJerusarema, akaunganidza imba yose yaJudha norudzi rwaBenjamini, varume vehondo vaikwana zviuru zana namakumi masere, kuti varwe neimba yaIsraeri uye vadzosere umambo kuna Rehobhoamu mwanakomana waSoromoni.

1 Madzimambo 12

1 Madzimambo 12:17-30