1 Madzimambo 12:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino vaIsraeri vose pavakaona kuti mambo akanga aramba kuvateerera, vakapindura mambo vakati:“Tino mugove weiko muna Dhavhidhi,nhaka yedu ndeipiko mumwanakomana waJese?Kumatende enyu, imi vaIsraeri! Iwe Dhavhidhi,chizvichengetera imba yako!”Saka vaIsraeri vakaenda kumisha yavo.

1 Madzimambo 12

1 Madzimambo 12:11-25