1 Madzimambo 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musikana uyu akanga akanaka kwazvo; uye akachengeta mambo akamushandira, asi mambo haana kurara naye somukadzi wake.

1 Madzimambo 1

1 Madzimambo 1:1-8