1 Madzimambo 1:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo Dhavhidhi akati, “Ndidanirei Zadhoki muprista, Natani muprofita naBhenaya mwanakomana waJehoyadha.” Ivo vakati vauya pamberi pamambo,

1 Madzimambo 1

1 Madzimambo 1:22-37